Genesisi 43:12 BDMCS

12 Mutakure mari yakapetwa kaviri, nokuti munofanira kudzorera mari yakanga yadzoserwa pamiromo yamasaga enyu. Zvichida kwaiva kukanganisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:12 akapoteredza