Genesisi 43:14 BDMCS

14 Uye Mwari Wamasimba Ose ngaakunzwirei ngoni pamberi pomunhu uyo kuitira kuti asunungure mumwe munun'una wenyu naBhenjamini uye vagodzokazve nemi. Kana ndirini, kana ndafirwa navana vangu, ndafirwa hangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:14 akapoteredza