Genesisi 43:16 BDMCS

16 Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kuvatariri veimba yake, “Torai varume ava muende navo kumba kwangu, muuraye chipfuwo mugogadzira zvokudya; ava vanofanira kudya neni masikati ano.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:16 akapoteredza