Genesisi 43:18 BDMCS

18 Zvino varume vaya vakatya pavakatorwa vakaendwa navo kumba kwake. Vakafunga vakati, “Tauyiswa muno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mumasaga edu panguva yokutanga. Anoda kutirwisa, agotikunda, agotisunga senhapwa uye agotora mbongoro dzedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:18 akapoteredza