Genesisi 43:25 BDMCS

25 Vakagadzira zvipo zvokupa Josefa pakusvika kwake masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachandodya ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:25 akapoteredza