Genesisi 43:29 BDMCS

29 Paakatarisa-tarisa akaona munun'una wake Bhenjamini, mwanakomana wamai vake chaiye, akabvunza akati, “Uyu ndiye munun'una wenyu gotwe, wamakandiudza nezvake here?” Uye akati, “Mwari akuitire nyasha, mwanakomana wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:29 akapoteredza