Genesisi 44:20 BDMCS

20 Uye isu takapindura tikati, ‘Tina baba vava vatana, uye pano mukomana muduku akaberekwa pautana hwavo. Mukoma wake akafa, uye ndiye oga asara mwanakomana wamai vake, uye baba vake vanomuda.’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:20 akapoteredza