Genesisi 44:32 BDMCS

32 Muranda wenyu akapa rubatso rwokuchengetedzeka kwomukomana kuna baba vangu. Ndakati, ‘Kana ndikasadzoka naye kwamuri, ndini ndichava nemhosva pamberi penyu, baba vangu, upenyu hwangu hwose!’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:32 akapoteredza