Genesisi 45:1 BDMCS

1 Ipapo Josefa akanga asisagoni kuzvidzora pamberi pavashandiri vake vose, uye akadanidzira akati, “Munhu wose ngaabve pamberi pangu!” Saka pakanga pasisina mumwe munhu pana Josefa paakazvizivisa kuhama dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 45

Maonero Genesisi 45:1 akapoteredza