Genesisi 45:14 BDMCS

14 Ipapo akawira pamutsipa womunun'una wake Bhenjamini uye akachema, uye Bhenjamini akamumbundikirawo achichema.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 45

Maonero Genesisi 45:14 akapoteredza