Genesisi 45:23 BDMCS

23 Uye izvi ndizvo zvaakatumira kuna baba vake: Mbongoro hono gumi dzakanga dzakatakura zvinhu zvakaisvonaka zveIjipiti, nembongoro hadzi gumi dzakanga dzakatakura zviyo nechingwa nezvimwe zvembuva yorwendo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 45

Maonero Genesisi 45:23 akapoteredza