Genesisi 45:27 BDMCS

27 Asi pavakavaudza zvose zvakanga zvarehwa naJosefa kwavari, uye paakaona ngoro dzakanga dzatumirwa kwavari naJosefa kuti dzizovatakura, mweya wababa wavo Jakobho wakamutsiridzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 45

Maonero Genesisi 45:27 akapoteredza