Genesisi 46:1 BDMCS

1 Saka Israeri akasimuka nezvose zvakanga zviri zvake, uye akati asvika kuBheerishebha, akapa zvibayiro kuna Mwari wababa vake Isaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46

Maonero Genesisi 46:1 akapoteredza