Genesisi 46:15 BDMCS

15 Ava ndivo vanakomana vakaberekerwa Jakobho naRea muPadhani Aramu, kunze kwaDhaina mwanasikana wake. Vanakomana navanasikana vake ava vakanga vari makumi matatu navatatu pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46

Maonero Genesisi 46:15 akapoteredza