18 Ava ndivo vana vakaberekerwa Jakobho naZiripa, uyo akanga apiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake, gumi navatanhatu pamwe chete.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46
Maonero Genesisi 46:18 akapoteredza