Genesisi 46:26 BDMCS

26 Vose vakenda naJakobho kuIjipiti, vaya vakanga vari zvizvarwa zvake chaizvo, tisingaverengi vakadzi vavanakomana vake, vaiva vanhu makumi matanhatu navatanhatu pakuwanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46

Maonero Genesisi 46:26 akapoteredza