Genesisi 46:29 BDMCS

29 Josefa akaita kuti ngoro yake igadzirirwe uye akaenda kuGosheni kundosangana nababa vake Israeri. Josefa paakangosvika pamberi pavo, akambundikira baba vake uye akachema kwenguva refu.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46

Maonero Genesisi 46:29 akapoteredza