Genesisi 46:31 BDMCS

31 Ipapo Josefa akati kuhama dzake nokune veimba yababa vake, “Ini ndichaenda kuti ndinotaura naFaro uye ndichandoti kwaari, ‘Madzikoma angu neveimba yababa vangu, vakanga vachigara kunyika yeKenani, vauya kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46

Maonero Genesisi 46:31 akapoteredza