Genesisi 46:5 BDMCS

5 Ipapo Jakobho akabva paBheerishebha, uye vanakomana vaIsraeri vakatora baba vavo Jakobho navana vavo navakadzi vavo vakavakwidza mungoro dzakanga dzatumirwa naFaro kuti dzivatakure.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 46

Maonero Genesisi 46:5 akapoteredza