Genesisi 47:11 BDMCS

11 Saka Josefa akagarisa baba vake namadzikoma ake munyika yeIjipiti uye akavapa nzvimbo mudunhu rakaisvonaka renyika, dunhu reRamasesi, sokurayira kwaFaro.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47

Maonero Genesisi 47:11 akapoteredza