Genesisi 47:13 BDMCS

13 Kunyange zvakadaro, kwakanga kusina zvokudya munyika yose nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzakaziya nokuda kwenzara.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47

Maonero Genesisi 47:13 akapoteredza