20 Saka Josefa akatengera Faro nyika yose iri muIjipiti. VaIjipita vakatengesa, mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Nyika yakava yaFaro,
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47
Maonero Genesisi 47:20 akapoteredza