Genesisi 47:4 BDMCS

4 Vakatizve kwaari, “Tauya kuzogara kuno kwechinguva, nokuti nzara yakanyanya muKenani uye zvipfuwo zvavaranda venyu hazvisisina mafuro. Saka zvino, tapota regai varanda venyu vagare muGosheni.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47

Maonero Genesisi 47:4 akapoteredza