9 Uye Jakobho akati kuna Faro, “Makore okufamba kwangu panyika izana namakumi matatu. Makore angu akanga ari mashoma uye akaoma, uye haaenzani namakore okufamba kwamadzibaba angu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47
Maonero Genesisi 47:9 akapoteredza