Genesisi 48:10 BDMCS

10 Zvino meso aIsraeri akanga aneta nokuda kwokukwegura, uye akanga asisagoni kuona zvakanaka. Saka Josefa akauya navanakomana vake pedyo naye, baba vake vakavatsvoda uye vakavambundikira.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 48

Maonero Genesisi 48:10 akapoteredza