Genesisi 48:16 BDMCS

16 Mutumwa akandisunungura kubva pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vakomana ava. Ngavadanwe nezita rangu uye namazita amadzibaba angu Abhurahama naIsaka, uye ngavawande zvikuru pamusoro penyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 48

Maonero Genesisi 48:16 akapoteredza