Genesisi 48:4 BDMCS

4 uye akati kwandiri, ‘Ndichakuita kuti ubereke vana uye ndichaita kuti muwande. Ndichakuita vanhu vazhinji, uye ndichakupa nyika ino kuti ive yako nokuzvizvarwa zvako nokusingaperi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 48

Maonero Genesisi 48:4 akapoteredza