Genesisi 49:15 BDMCS

15 Paanoona nzvimbo yake yokuzorora kuti yanaka sei uye kuti nyika yake inofadza sei, acharerekera pfudzi rake kumutoro uye akava mubatiri wechibharo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 49

Maonero Genesisi 49:15 akapoteredza