30 bako riri mumunda weMakapera, pedyo neMamuri muKenani, rakatengwa kubva kuna Efuroni naAbhurahama senzvimbo yokuviga pamwe chete nomunda.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 49
Maonero Genesisi 49:30 akapoteredza