29 Akamutumidza zita rokuti Noa uye akati, “Achativaraidza pabasa uye napakurwadziwa kwokubata kwamaoko edu zvinobva pavhu rakatukwa naJehovha.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 5
Maonero Genesisi 5:29 akapoteredza