Genesisi 50:20 BDMCS

20 Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:20 akapoteredza