Genesisi 50:24 BDMCS

24 Ipapo Josefa akati kumadzikoma ake, “Ini ndava kuzofa. Asi zvirokwazvo Mwari achakubatsirai nokukubudisai munyika muno achikuendesai kunyika yakavimbiswa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:24 akapoteredza