Genesisi 6:15 BDMCS

15 Uku ndiko kuvaka kwaunofanira kuiita: Areka inofanira kureba makubhiti mazana matatua, upamhi hwayo huve makubhiti makumi mashanub uye makubhiti makumi matatuc pakukwirira kwayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:15 akapoteredza