Genesisi 6:18 BDMCS

18 Asi ndichasimbisa sungano yangu newe, uye uchapinda muareka, iwe navanakomana vako uye nomukadzi wako uye navakadzi vavanakomana vako vari pauri.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:18 akapoteredza