17 Mafashamu akaramba achingouya panyika kwamazuva makumi mana, uye mvura sezvayakaramba ichiwanda yakasimudza areka pamusoro-soro penyika.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 7
Maonero Genesisi 7:17 akapoteredza