Genesisi 7:23 BDMCS

23 Zvinhu zvose zvipenyu zvaiva pamusoro penyika zvakaparadzwa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira panyika neshiri dzedenga zvakaparadzwa kubva panyika. Noa bedzi ndiye akasiyiwa navaya vaiva naye muareka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 7

Maonero Genesisi 7:23 akapoteredza