Genesisi 7:4 BDMCS

4 Mazuva manomwe kubva zvino ndichanayisa mvura panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana, uye ndichabvisa pamusoro penyika zvisikwa zvipenyu zvose zvandakaita.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 7

Maonero Genesisi 7:4 akapoteredza