Genesisi 8:17 BDMCS

17 Budisa mhando dzose dzezvisikwa zvipenyu zvaunazvo, shiri, mhuka nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, kuitira kuti zvibereke uye zvive zvizhinji pamusoro payo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 8

Maonero Genesisi 8:17 akapoteredza