Genesisi 8:21 BDMCS

21 Jehovha akanzwa kunhuwira kwakanaka akati mumwoyo make, “Handichazotukizve nyika nokuda kwomunhu, kunyange hazvo kufunga kwomwoyo wake kwakaipa kubva pakuberekwa kwake. Uye handichazoparadzazve zvisikwa zvipenyu zvose, sezvandakaita.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 8

Maonero Genesisi 8:21 akapoteredza