Genesisi 8:9 BDMCS

9 Asi njiva haina kuwana nzvimbo yokumhara nokuti mvura yakanga iri pose pose; saka yakadzokera kuna Noa muareka. Iye akatambanudza ruoko rwake akadzorera njiva muareka maaiva.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 8

Maonero Genesisi 8:9 akapoteredza