Genesisi 9:12 BDMCS

12 Uye Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandiri kuita pakati pangu nemi nezvisikwa zvose zvipenyu zvinemi, sungano yamarudzi ose ari kuzouya:

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 9

Maonero Genesisi 9:12 akapoteredza