Habhakuki 1:16 BDMCS

16 Naizvozvo anopisira zvibayiro kumumbure wake, uye anopisira zvinonhuwira kumumbure wake, nokuti anogarika nokuda kwomumbure wake, anodya zvokudya zvakaisvonaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 1

Maonero Habhakuki 1:16 akapoteredza