Habhakuki 1:3 BDMCS

3 Sei muchiita kuti ndione kusaruramisira? Sei muchirega zvakaipa zvichingoitwa? Kuparadza nokuita nechisimba zviri pamberi pangu; pano kukakavara, uye kurwa kuri kuwanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 1

Maonero Habhakuki 1:3 akapoteredza