Habhakuki 1:8 BDMCS

8 Mabhiza avo anomhanya kukunda ingwe, anotyisa kukunda mhumhi mumadekwana. Mauto avo amabhiza anomhanya asingadzoki; vatasvi vamabhiza vanobva kure kure. Vanobhururuka segora rinotsvaka kuparadza;

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 1

Maonero Habhakuki 1:8 akapoteredza