Habhakuki 2:16 BDMCS

16 Muchazadzwa nenyadzi pachinzvimbo chokukudzwa. Nhasi ndimiwo! Chinwai kuti mudzedzereke! Mukombe unobva kuruoko rwaJehovha rworudyi uri kuuya kwamuri, kunyadziswa kuchafukidza kukudzwa kwenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 2

Maonero Habhakuki 2:16 akapoteredza