Habhakuki 2:19 BDMCS

19 Ane nhamo anoti kudanda, “Rarama!” Kana kubwe risingagoni kutaura, “Muka!” Ko, zvingadzidzisa here? Tarira, chakafukidzwa negoridhe nesirivha; hachina mweya mukati macho napaduku.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 2

Maonero Habhakuki 2:19 akapoteredza