Habhakuki 2:3 BDMCS

3 Nokuti chiratidzo ichi chakamirira nguva yakatarwa; chinotaura nezvamagumo uye hachingarevi nhema. Kunyange dai chikanonoka, chimirire; zvirokwazvo chichauya, hachizononoki.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 2

Maonero Habhakuki 2:3 akapoteredza