Habhakuki 3:10 BDMCS

10 makomo akakuonai akadedera. Mvura zhinji yakapfuura; kudzika kwakatinhira kukasimudza mafungu pamusoro.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:10 akapoteredza