Hagai 2:13 BDMCS

13 Ipapo Hagai akapindura akati, “Kana munhu asvibiswa nokubata kwaaita chitunha, akabata chimwe chaizvozvi, ko, chingasvibiswa here?” Vaprista vakapindura vakati, “Hongu chinosvibiswa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 2

Maonero Hagai 2:13 akapoteredza