Hagai 2:3 BDMCS

3 ‘Ndiani pakati penyu vakasara akaona imba ino pakubwinya kwayo kwokutanga? Munoionawo sei zvino? Pakuona kwenyu haina kuita sapasina here?

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 2

Maonero Hagai 2:3 akapoteredza